Kupika Jeri ReMhosva Yandisina Kurapa, Ndakafanidzwa NeMunhu Ndikanzi Ndini Ndaive Ndaita Robbery
14,541
Published 2024-06-27
All Comments (21)
-
Listen carefully, this guy is admitting kuti aimbova mbavha but apa akanyeperwa and tarisai kuti atopedza jail term yake so what's the point yekuramba last mhosva. Akapomerwa zvaasina kuita akatopika full sentence, regai abude momupa mari oita appeal then kana munhu akamunyepera akabatwa ne mhosva obva apika mhosva yake nekubhadhara uyu munhu waakanyepera
-
Hes Eliza my favorite presenter ummm panonetsa apa kuti tichati hana kupara mhosva iye akambogona kuba mombe
-
Driver ngaaitise protection order zvichibva pa mashoko e mface e interview iyeyi😢
-
Lizzy,this is what l call Good Journalism.Keep it up👏.You remind me of the 80s and 90s ZBC reporters......
-
Uuuu uyu achatonouraya driver chete regai muone
-
Mukoma Roberty inni ndr ktotsvagawo baba vnku vnonzi Andrew Vhurepi kna kti mwakona vkasungirwa kwaMutoko uko SK vari kpikira muharare but hnizivi kti ndekupi
-
Elizabeth my favourite presenter
-
So far so good idzi dzinodzoka futi mujeri tsvaga baba vako shamwari
-
He’s got a tough sheet of criminal record
-
Aya ma1 aya, driver uya ngaatotize hake aende kure chaiko, kana zvichibvira udzai driver afambe fambe zve protection order hazvishandi ku Zimbabwe
-
So far good... I hope madzidza henyu bamnin.
-
Aiwa so far good murume akutobuda
-
So far so good 👍
-
Unongonzwa nekutaurisa kuti uyu imbavha iyi end of August arikudzoka futi
-
So far so good uri mumba mako
-
Elizabeth unondigonera shaa keep up the good work
-
Kurapa or kupara?
-
Unotaura zvakajeka and zvinofadza chose Elizabeth...welldone
-
Soo far good
-
Uyu ndiye akaba uyu zviri kumuchemedza pamusana pa driver inyaya yokuti aka witnesser chokwadi. Interviewer ukatsvaka driver wacho achakuudza the true story