EMOTIONAL Mufundisi Vave Bofu Vodzingwa Pachurch Ye Christ Ministries Harare

35,803
0
Published 2024-06-26

All Comments (21)
  • @Frank-fe3zx
    He believes in his daughter....may the good lord be his light
  • Ndopaunoona rimwe benzi richiramba richienda kuchurch ye christ ministries..mazimba mane hudzenga hunorwadza moyo
  • @newlifetv7410
    So sad...but i think its wise kuti a Pastor avewo nebhindauko and wovaka panoti pako werega kumirira zvinhu zvechurch...zviya zvekuti hee kushandira Mwari zvimwe hazvina basa...hamadzangu ka Jesu odzoka
  • To all the pastors out there hero basa.This is your time to shine itai mudeme..mudeme mubvise umwe wenyu mustreet.Vakawana pekufano gara long term vanozoonawo kuti voita sei.
  • @lmsau6718
    I am grateful that l have encouraged some pastors I worked with in the past not to be dependent to the church. Vakanditeerera vavepakanaka nokuti church dzimwe dzinongomuka dzichiti mufundisi hatichavadi sezvizvi. May God send some people to go out of their way to assist
  • Vanhu vechurch iyi murivana satan chaicho ko kubvisa munhu munezvakanaka haaa denga muchaita reku gugular chaiko moyo wangu warwadziwa
  • Ko chii chinonzi muKristu, ma Church aya handikunamata uku, mweya wa baba ava nechando icho varikurara panze pa road hamuone kuti Church yenyu yaakutoshorwa here, vakatadzei baba avo 😢
  • Church kudzinga vanhu vamwari, ha saka nyika inotove nani kunyanya timhu rekubhawa rine one love manje
  • @eljayjay7884
    From my years of experience, I will judge after hearing the other side
  • Ma church aya kubhawa kutone love than kuzvima church zvepasi pemuti
  • @JessicaMukora
    Ndo saka ini ndichinamata mumba mangu nekuti kunamata hapachina chii chakadai ichochi apa vanhu ava vanochengetwa ne church muchazvirega henyu vanhu ngati shandei time nezvedu kwete kuti church ichandichengeta zvibude
  • Passed by thus school this morning and saw zvinhu zviripanze and wondered why .. zvakaoma hazvo. May the Lord intervene for this family
  • Such a sad moment for Pastor Madhoromadi.Iam among those vaipindira kuMacheke and would come for conferences at Christ Ministry.Quite an excellent church dzingori nyaya dze Heirship zvinogadzirisika.Pastor Madhoromadhi dai makasiyana nekupindira ma private family issues and then concentrate on preaching the word.Wenyu akazodyiwa akadzingwa Pastor Makoni and ndozvaita Kuti zvisvike pamuri nhasi.Asi Mwari hawamukanganwii ndi Mwari ane RUDO. Committee imwe chete yo nokuti inoziva nekuda Mwari vachakudzosai nekukubvisai pasi peshamhu.Mozodzoka Mufundisi muchiudza nyika yese kuti makadzokera pahushumiri.