Chief Shumba Hwenje, Obert Chari & Hakireni Stars - Uchabaiwa ( Official Video )Starring Gwimbo

Published 2024-06-25

All Comments (21)
  • @KingLacke
    If you are here for Obert Chari say Famba Zion & sent some love❀
  • Zion to the World pfeeeee nechikopokopo those vanakidzwa nadance raSister avo lets gather here tizarwadziwa navo plz but kuvapa maruva avo vachirarama bravo
  • Chief hwenje munogona kasong aka makaimbira Ini ndizvo zviri Hama dzangu
  • Haaaa Chief zimu Zion mhani iri nxaa aaaaa makaparidza mhani Chief... Izvokwadi chiporofita chazadziswa pa Zion.. please muuye defe cheif
  • Zion ichandi tempter kuti nditendeuke thru musikana uyo uuuummmm have vibe
  • And the lady has talent. Skillful dancing, and very dignified too, throughout. The whole family can watch comfortably. Chero na ambulance chaivo tinogona kuona pa same screen. Sando dzavo mai avo
  • @user-cq6lj7sw4m
    Yessssss rambai makadzvanya Chief Hwenje and our Zionists πŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒ
  • Chief Hwenje your music is irresistible haha.First days nenyaya yekuimba Zanupf songs ndakamboti will never listen your songs but ndava number one fan
  • @user-dc2ze9mn7d
    Hhhaaaa ini zii hangu but madhanzi ma1πŸ‘πŸ½πŸ‘πŸ½πŸ‘πŸ½πŸ‘πŸ½
  • Teacher Abby our very own well-done my love ❀️ Maphosa Chikandamina Great song
  • sis vangu vanogona zvavo ... thumbs πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘ forever grateful
  • When i grow up i want to be musikana uyoπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒπŸ’ƒβ€